最新專輯 :
歌手列表 :
○男生   ○女生
○團體   ○其他
○日韓   ○歐美
○作詞   ○作曲
搜尋 :

提供歌詞:
提供歌詞及錯誤更正
(歡迎提供 動態歌詞)
語言 :
繁體 简体

Mbereko Yakaramba【Four Brothers】

Mbereko Yakaramba 歌詞 Four Brothers
歌詞
專輯列表
歌手介紹
Four Brothers Mbereko Yakaramba 歌詞
Four Brothers
Kuroorwa kwangu kwakafadza vabereki vangu ini
Kuroorwa kwangu kwakafadza hama neshamwari
Pamuchato wangu kana neveutsinye vakabvisa zvipo
Kana nevaroyi vakapembera nekupururudza
Nhamo yakatozouya ndave mumba mangu ini
Mbereko mbereko mbereko yakaramba iyi

Ndakaenda kumadhokotera kundotariswa
Dhokotera akati hapana chakaipa kwauri
Mbereko mbereko mbereko yakaramba
Asi mbereko mbereko mbereko yakaramba iyi
Ndakananga kwagodobori kundozvitsvaga ini
Haiwa apa ndipo pandakasarenda ini
Kana nepekutangirawo ndakapashaya ini
Ndakabva ndaziva kuti imba yangu yaparara iyi
Muupenyu hwangu handife ndakabata mwana mumaoko

Dzoka dzoka mudiwa dzoka
Dzoka iwe tigare
Dzoka dzoka mudiwa dzoka
Rudo chete ndirwo rukuru

Haiwa apa ndipo pandakaarenda ini

發表評論
暱稱 :

驗證碼 : 點擊我更換驗證碼
( 禁止謾罵攻擊! )